RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 152
  • Kuonga Ngoni dzaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuonga Ngoni dzaMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuva Rudzii Rwanhu?
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Farirai Tariro”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuteerera Mwari Panzvimbo Pavanhu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 152

Rwiyo 152

Kuonga Ngoni dzaMwari

(VaRoma 11:33-35)

1. Zivo njere, zviri pfuma

Zvogara muna Mwari!

Marutongeso aiye!

Haangatongonzverwi!

Tingamupa zano here,

Kana kumubatsira,

Kuti ane m’ngava nesu

Kuti atiripire?

2. Ngatitaure kuonga

Tsitsi dzake Jehovha

Tipe miviri yeduyi

KunaShe weruramo.

Zvatakazvitsaurira,

Titendeke kwakuri,

Tiite zvatingagona

Nesimba rokufunga.

3. Tisaenzane nenyika,

Tivandudzwe mifungo

Nesimba’ro rezvokwadi

Tizadzwe nokutenda.

Kukumbira ropafadzo,

Tibate nounyoro

Kuratidzirana rudo;

Tigowana rugare.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe