RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 127
  • Zviuru Nezviuru Zvehama

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviuru Nezviuru Zvehama
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Zviuru Zvehama
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Zvuru Zvehama
    Imbirai Jehovha
  • Nhamo Yechipiri—Mauto Avatasvi Vamabhiza
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Chokwadi Nezvengirozi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 127

Rwiyo 127

Zviuru Nezviuru Zvehama

(Zvakazarurwa 7:9)

1. Zvuru nezvuru zvehama,

Zviri parutivi

Ariwose chapupu,

Chakapererawo.

Zvuru zviri pazvuru,

Boka guru kwazvo.

Mumarudzi ose pasi

Vorumbidza Mwari.

2. Zvuru nezvuru zvehama,

Zvopfeka zvichena,

Zvimire mutembere,

Zvichimubatira.

Zvuru zviri pazvuru,

Zvozivisa vanhu

Kuti Jehovha naKristu

Vane ruponeso.

3. Zvuru nezvuru zvehama,

Zvinoparidzira

“Mashoko akanaka,”

Anzwikwe navose.

Sezvo vanoparidza,

Pamwe vanonetswa,

Kristu ovatungamira,

Kwavanozorora.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe