RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 109
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 109

Rwiyo 109

Upenyu Husingaperi Hunopikirwa

(Pisarema 37:29)

1. Upenyu hwakapikirwa NaMwari

Mukurusa,

Pano pasi mukukwana.

Hakuzi kurota.

(Korasi)

2. She wakapika chokwadi

Chichazadzika zvino:

‘Vanyoro vogara pasi.’

Ndozvakada Mwari.

(Korasi)

3. Ja anotisimbisira

Zvose zvichava zvitsva.

Achadurura kudenga

Makomborerowo.

(Korasi)

4. Jesu akakusimbisa,

Paradhiso yovapo.

Jehovha mupasi idzva

Achakudzwa chose.

(KORASI)

Towana upenyu.

Tinohushandira.

Ja wakatendeka.

Ha’revi nhema.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe