RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 95
  • Chibereko Chorunako

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chibereko Chorunako
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Ukuru Hunoshamisa Hworunako rwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • “Akanaka Kwazvo!”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Runako Rukuru rwaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Jehovha—Muenzaniso Mukuru Worunako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 95

Rwiyo 95

Chibereko Chorunako

(VaGaratia 5:22)

1. Ja Changamire wokusingagumi,

Jehovha ane hunhu hworunako.

Mungoni wakatuma Jesu Kristu.

Kuti vanhu vapfidze pazviviwo.

2. Kunaka kwaMwari kwondinunura,

Muhusungwa hweBhabhironi guru.

Kunaka kwaMwari kwotipa mwenje,

Unoti tizive zvakarurama.

3. Ngatitevedzere runako rwake;

Tisakurire ichi chibereko.

Tive norupo neruramisiro,

Tichivimba naJehovha naKristu.

4. Toitei, tikure mukunaka?

Ngatifunde tichiparidzirazve.

Tisarega kuungana nehama

Kana tichizokwana parunako.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe