RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 79
  • Chisiko Chinozivisa Mbiri yaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chisiko Chinozivisa Mbiri yaJehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Matenga Anozivisa Mbiri yaMwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rumbidza Jehovha, Dombo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 79

Rwiyo 79

Chisiko Chinozivisa Mbiri yaJehovha

(Pisarema 19)

1. She Jehovha, ndinoziva kwazvo,

Denga rozivisa Mbiri yenyu.

Rozivisa ’siku nesikati

Richipa vanyoro uchenjeri.

Roparidza ’siku nesikati

Richipa vanyoro uchenjeri.

2. Makaita zuva nenyeredzi,

Mukaisa miganhu yegungwa.

Toshamiswa nezvamakaita,

Makakodzerwa nokurumbidzwa.

Toshamiswa nezvamakaita,

Makakodzerwa nokurumbidzwa.

3. Mitemo yenyu yakakwanawo.

Zviyeuchidzo zvinobva kwam’ri.

Zvinotipa uchenjeri kwazvo.

Tisanonamatire kwazviri!

Zvinotipa uchenjeri kwazvo.

Tisanonamatire kwazviri!

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe