Rwiyo 23
Tariro yeBhaibheri Yorudzi Rwomunhu
1. Kune rima; vanhu votya
Nekariro hurupachisiko chose.
Ivo vanotsvangadzira
Zvatsika inoguma.
Bhaibheri rinoita tifare,
Neidi rokuti Ushe hwasvika.
Ja achapukuta misodzi yose
Mirai kuti tote; musingatyi.
2. Vanhu vazere nokutya,
Hapana angaramba, vose vanofa.
Hapana angabva m’rufu;
Zvose hazvibetseri.
Bhaibheri ndirorine tariro,
Yokuti vakafa vachazomutswa.
Vachaenda kumvura dzoupenyu.
Ndiwo mashoko akanaka aJa.
3. Vanhu vanoseka Mwari
Vachimutuka, vachifamba muchivi.
Satani wodzora pasi;
Huipi hurikose.
Bhaibheri rinotiwo kuchava
Norutongeso, vose vachaona,
Kubviswa kwavakaipa zvachose,
Vanyoro vachazadza pasi rose.