RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 20
  • Imbai Rwiyo Rwomufaro woUmambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Imbai Rwiyo Rwomufaro woUmambo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kumbanira Murwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rweUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 20

Rwiyo 20

Imbai Rwiyo Rwomufaro woUmambo

(Pisarema 96:1, 10)

1. Ti’mbe rwiyo rwoUmambo,

Vanhu pasi pose.

Imbisai rwiyo rutsva;

Zivisai Ushe.

Dzakanaka sei tsoka

Dzamashoko o’She!

Dzinozivisa marudzi,

‘Ruponesor waJa.

2. M’rwiyo rwom’faro woUshe,

Tinorumbidza Ja.

Tinom’namata norutyo

Tichimurumbidza.

Zvidhori zvinonamatwa

Hazvina maturo.

Hatimbobvi kunaMwari;

Kunobva zvokwadi.

3. Tiimbe rwiyo rwoUshe:

‘Mwari ava Mambo.’

Kutonga kwake naJesu;

Matenga ofara.

Ja wouya kuzotonga,

Nokururamawo,

Achakomborera avo

Vakatendeseka.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe