RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 16
  • Farirai Tariro Youmambo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Farirai Tariro Youmambo!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovha
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Imbira Jehovha Uchimurumbidza
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 16

Rwiyo 16

Farirai Tariro Youmambo!

(VaRoma 15:10-13)

1. Farai! Farai!

Dudzai nezvetariro!

Farai! Farai!

Umambo hwasvika!

Tsigirai Ushehwake.

Tishingairewo.

Tichengetedze tariro.

Vanhu vatizive.

Farai! Farai!

Muchizivisa tariro!

Farai! Farai!

Umambo hwasvika!

2. Farai! Farai!

Batisisai tariro!

Farai! Farai!

Jawotizorodza!

Simba mutariro yako.

Usanyara nayo.

Hatitsvakizve murima;

Takabviswa m’rufu.

Farai! Farai!

M’ise tariro pana Ja!

Farai! Farai!

Tibve kwaSatani!

3. Imbai! Imbai!

Tariro inotisunda!

Imbai! Imbai!

Ngatishingaire!

Maziso ngaoneminda!

Kukohwa kwasvika,

Ine zvibereko kwazvo,

Makwaiouya.

Imbai! Imbai!

Kuna Mwari wopa simba!

Imbai! Imbai!

Muve neperero!

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe