RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 3
  • Kukunda Nyika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kukunda Nyika
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rworukundo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Itai Savarume”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tinokuongai, Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 3

Rwiyo 3

Kukunda Nyika

(Johane 16:33)

1. Tinofamba tichikunda

Musimbara Jehovha,

Tinokunda kakawanda

M’hondo yakarurama.

Tinovengwa namarudzi

Nokuparidza kwedu.

Nechivimbo chokukunda,

Tichafora zvikuru.

2. Tichava nezvitambudzo.

Tinoziva izvozvo.

Jesu akati, “Shingai!”

‘Ndichakuchengetai.’

Hungu, towana rukundo,

Hondo haizi yedu.

Jehovha ndiye anorwa;

Oparadza vavengi.

3. Tinokunda nyika yose

Nokutenda munaShe.

NoUmambo hwakagadzwa,

Wokunda nomunondo.

Zvanyika yakambokundwa,

Togona kuzvi’tawo.

Tinovimba naJehovha,

Ndokuwana rukundo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe