Kavha/Peji Yevabudisi
Imbirai Jehovha Rumbidzo
“Imbirai Jehovha, imi nyika yese! Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa.”—Pisarema 96:1, 4.
Kuti Uwane Nziyo Dzaunenge Uchida: Kakawanda nziyo idzi dzakarongwa dzichitevera mabhii epaarufabheti pachishandiswa shoko rekutanga renziyo yacho. Kuti uwane marongerwo akaitwa nziyo zvichienderana nekuti dzinotaura nezvei, tarisa mapeji 4 ekupedzisira ebhuku rino.