RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g18 nha. 2 p. 16
  • Mamwe Mazano Ekubatsira Mhuri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mamwe Mazano Ekubatsira Mhuri
  • Mukai!—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Vabereki Vangawanepi Mamwe Mazano?
    Mukai!—2019
  • Rubatsiro Ruripo
    Mukai!—2020
  • Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
    Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
  • Vanhu Vachiri Kuremekedzana Mumhuri Here?
    Mukai!—2024
Ona Zvimwe
Mukai!—2018
g18 nha. 2 p. 16
Kushandisa jw.org patablet

Mamwe Mazano Ekubatsira Mhuri

BHAIBHERI RINOPA MAZANO ANOBATSIRA vakaroorana, vabereki uye vechidiki. Zvarinotaura zvinogona kubatsira munhu kuita zvisarudzo zvakanaka.​—Zvirevo 1:1-4.

BHAIBHERI RINOPINDURAWO MIBVUNZO MIKURU YEUPENYU, YAKADAI SEYEKUTI:

  • Chinangwa cheupenyu chii?

  • Mwari ndiye anoita kuti titambure here?

  • Chii chinoitika patinofa?

Tinokukurudzira kuti uverenge Bhaibheri kuti uwane mhinduro dzemibvunzo iyi nemimwewo. Ona vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? Enda pawebsite yedu inonzi www.jw.org.

Kuti uwane mamwe mashoko nezvewanano uye mhuri, verenga chikamu chakanzi “Mazano Ekubatsira Mhuri” chiri pajw.org.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe