RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g 1/13 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2013
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
Ona Zvimwe
Mukai!—2013
g 1/13 pp. 1-2

Zviri Mukati

January-February 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA IRI PAKAVHA: KUDZIDZISA VANA KUTI VAITIRE VAMWE MUTSA 8-11

3 Zvepasi Rino

4 Mazano Okubatsira Mhuri

Kukurukura Nemwana Wenyu Ari Kuyaruka

6 Kubvunzurudza

Musayendisiti Anotsanangura Kutenda Kwake

12 Nyika Dzakasiyana-siyana

Kushanyira kuCameroon

14 Zvinotaura Bhaibheri

Paradhiso

16 NdiMwari Akasika Here?

Kubhururuka Kweshiri Inonzi Bar-Tailed Godwit

ONA ZVIMWE PAINDANETI

www.jw.org

VARI KUYARUKA

VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI . . .

Ndingakurira Sei Dambudziko Rokushungurudzwa Nenyaya Dzepabonde?

Coretta anoti: “Ndiri kuchikoro, vakomana vaidhonza tambo dzebhodhi (bra) yangu uye vachitaura mashoko asingaiti, akadai sokuti ndaizonakidzwa kana ndaizorara navo.” Kudai uri iwe waizoita sei? Unogona kurega kushungurudzwa nenyaya dzebaponde kana ukaziva zvokuita kana nguva dzakadaro dzikasvika!

VANA

MIFANANIDZO

Kopai mufananidzo wacho mopirinda. Nyorai zviri kudiwa pamufananidzo wacho pamwe chete nevana venyu. Vabatsirei kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye nezvetsika dzakanaka.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe