Zviri Mukati
July–September 2007
Kunyanya Kuda Mari—Kune Ngozi Chaizvoizvo Here?
Tose tinoda mari kuti tirarame. Asi ungaita sei kuti isave chinhu chaunorwarira kutsvaka?
3 Kutsvaka Mari Kuri Kukurwarisa Here?
4 Kukanganiswa Kwaungaitwa—Nokutsunga Kupfuma?
8 Kutsunga Kupfuma Mune Zvokunamata
12 Nei Kuine Varombo Vakawanda Munyika Ine Pfuma?
21 Kuparara Kwetsika Munyika Yose
22 Tsika Padzakaderera Zvinooneka
Tinofanira Kuona Sei Mari Zvinoratidza Kuti Takachenjera? 10
Imari yakawanda zvakadini inodiwa? Chii chinokosha kwazvo kupfuura pfuma?
Munhu Uyu Ndiye Akandikodzera Here? 29
Ungaziva sei kana munhu wauri kudanana naye akakodzera kuti uroorane naye?