RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 October pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Kuvakwa Kungaitwa Muchato Unofadza
    Mukai!—2006
  • Roorano Ndicho Chinokosha Bedzi Kumufarwa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
  • Chengetedza Wanano Yako
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 October pp. 1-2

Zviri Mukati

October-December 2006

Kuvakwa Kungaitwa Muchato Unofadza 3-9

Nhasi zvinhu zvakawanda zviri kuita kuti michato isave yakasimba. Ona kuti ungasimbisa sei muchato wako nokushandisa mazano anonyatsobatsira uye anoita kuti mhuri yako ifare kwenguva yakareba.

3 Muchato Ungakurira Zvinetso Zvinenge Dutu Here?

6 Kuvakwa Kungaitwa Muchato Unofadza

10 Zvinotaura Bhaibheri

Sayenzi Inopikisa Nhoroondo Iri Muna Genesisi Here?

16 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Ndinofanira Kuitei Noupenyu Hwangu?

19 Pazvinhu Zvinoyerera Ndechipi Chinokosha Kupfuura Zvose?

21 Kurapa Kwokuwedzera Ropa—Kune Nguva Yemberi Yakachengeteka Here?

26 Kukosha Chaiko Kunoita Ropa

29 Kutenda Kwomumwe Mwana

31 Ungapindura Sei?

32 Mufaro Wemhuri—Ungawanika Here?

Kubva Pakusava Netariro Kuenda Kumufaro 13

Raremerwa nokunzwa riine mhosva uye nokuora mwoyo, rimwe jaya raida kuzviuraya. Verenga kuti rakabatsirwa sei neShoko raMwari kuti riwane rugare rwechokwadi mumwoyo maro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe