RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 April pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2019
  • Kuva Nesimba Rouduku Nokusingaperi!
    Mukai!—2006
  • Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Boka reNhambo Itsva Rakakurumbira
    Mukai!—1994
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 April pp. 1-2

Zviri Mukati

April-June 2006

Kurarama Nedambudziko Rokukwegura

Munhu angararama sei nematambudziko okukwegura? Tiri kupa pfungwa dzingabatsira kuita kuti kukwegura kusanyanya kutambudza.

3 Iwo Makore Okufara Zvikuru Here?

4 Kurarama Nedambudziko Rokukwegura

8 Kuva Nesimba Rouduku Nokusingaperi!

10 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .Ndingaramba Sei Zvepabonde Kuchikoro?

13 Kune Ramangwana Rinofadza Here?

14 Nyika Ino Yakananga Kupi?

18 Musi Unokosha Kwazvo Munhoroondo Yezvakaitika Kare

19 Kuda Kudiwa

20 Nei Rudo Rwechokwadi Rwakaoma Kuwana

24 Kuwana Kwaungaita Rudo Rwechokwadi

26 Zvinotaura Bhaibheri

Jesu Aiva Mwanakomana waMwari Chaizvoizvo Here?

31 Ungapindura Sei?

32 Panofa Mwana

‘Ndinoda Kushumira Mwari Ndisati Ndafa’ 28

Mamie ane makore 12 akatiza mumusha wavo waitsva munguva yehondo yezvizvarwa zvomunyika imwe chete. Akarohwa nebara uye vanhu vaitarisira kuti achafa. Verenga nyaya yake inobaya mwoyo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe