Zviri Mukati
January-March 2006
Musungo Wokunwa Doro Uri Munjodzi Yacho Here? 3-12
Kunwa doro kungafadza pane dzimwe nguva kana kuti kungava kutanga kwemararamiro angaita kuti munhu aore mwoyo, ave nezvirwere, uye afe. Ungadzivisa sei musungo wokunwa doro zvisina mwero?
3 Kunwa Doro Zvisina Mwero—Injodzi Kunzanga
4 Kunwa Doro Zvisina Mwero Noutano
10 Kurega Kunwa Doro Zvisina Mwero
19 Nyika Yakapatsanurwa Noupfumi
20 Kusiyana Kwakaita Vapfumi Nevarombo
32 Zvaungaita Kuti Uve Shamwari yaMwari
Tinofanira Kuita Muchato Wokuunganidza Vanhu Here? 13
Vamwe vanenge vachida kuroorana vanoronga kuita muchato wakareruka. Vamwe vanoda wemaoresa. Chii chingakubatsira kuti usarudze nokuchenjera?
Bhaibheri Rinozvidza Vakadzi Here? 30
Vakawanda vanotaura kuti dzidziso yeBhaibheri yokuzviisa pasi inoderedza vakadzi. Ichokwadi here?