Zviri Mukati
November 8, 2004
Mumakore Okutanga Omwana—Vabereki Vanofanira Kuitei? 3-10
Vabereki vanoda kuti vana vavo vakure kuva vanhu vakuru vanobudirira. Vangaitei kuti vave nechokwadi chokuti izvi zviitike? Inzira ipi yakanakisisa yokuumbiridza zvinokwanisa kuitwa nomwana wako?
3 Kurovedza Vana Vachiri Vaduku Kunokosha Zvakadini?
5 Kukosha Kwokurera Mwana Wako
11 Kufutisa Idambudziko Chaizvoizvo Here?
18 Kuderedza Kufutisa Kunobatsira Here?
21 Kudzidziswa Kuda Mwari Kubva Ndichiri Muduku
31 Kuverengera Vana Zvakunobatsira
32 Anogona Kunyaradza Vanochema
Kurera Vana Mukuranga kwaMwari 26
Mirayiro yeBhaibheri inogona sei kubatsira vabereki kurovedza vana vavo?