RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g04 4/8 p. 32
  • Usiku Hwokuyeuka—Svondo, April 4, 2004

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usiku Hwokuyeuka—Svondo, April 4, 2004
  • Mukai!—2004
Mukai!—2004
g04 4/8 p. 32

Usiku Hwokuyeuka—Svondo, April 4, 2004

USIKU hwakatangira zuva raakafa, Jesu Kristu akatanga Chirangaridzo chorufu rwake. Pakudya kusiri kwemaoresa kwaakaita nevaapostora vake paakashandisa waini nechingwa chisina mbiriso sezviratidzo, Jesu akarayira kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka noushamwari kuti uchengete pamwe chete nazvo Chirangaridzo ichi chegore negore. Gore rino chichaitwa zuva ranyura nomusi weSvondo, April 4, musi unoenderana naNisani 14 pakarenda inoshandiswa muBhaibheri. Tapota bvunza Zvapupu zvaJehovha zvomunzvimbo yaunogara kuti zvikuudze nguva nenzvimbo chaiyo ichaitirwa musangano uyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe