RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g01 2/8 p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2001
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Hwokumhanya-mhanya Hwenyika Ino
    Mukai!—2001
  • Vambirana Nengoro Yokudenga yaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Kukunda Nomufaro Munyika Inomhanya-mhanya
    Mukai!—2001
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2000
Ona Zvimwe
Mukai!—2001
g01 2/8 p. 2

Zviri Mukati

Nyaradzo Kune Vanorwara 3-14

Kuva nechirwere chisingaperi uye chinoremadza kunogona kushungurudza zvikuru. Munhu angararama sei nechirwere chakadaro?

3 Paunowirwa Nechinetso Chakakomba Choutano

4 Kunzwa Wavhiringika Zvikuru

6 Kurarama Zvinobudirira Nourwere Hwako—Sei?

11 Kukunda Zvipingamupinyi Nokugadza Vavariro

3 Upenyu Hwokumhanya-mhanya Hwenyika Ino

5 Kurasikirwa Kunokonzerwa Nokuedza Kuita Zvakawandisa

8 Kukunda Nomufaro Munyika Inomhanya-mhanya

Zvinotaura Bhaibheri

Muchato Unofanira Kuva Mubatanidzwa Woupenyu Hwose Here?

Moto! Ndechokudzimisa Chipi Chaunofanira Kushandisa? 24

Dzidza nezvemoto nemadzimirwo awo.

Zvakadini Kana Vabereki Vachiti Ndichiri Muduku Pane Zvokupfimbana? 28

Pane ngozi here pakufambidzana nomumwe munhu uchiri muduku?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe