RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g00 10/8 pp. 1-3
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2000
  • Mashoko Akafanana
  • Nei Ndiri Mutete Zvakadai?
    Mukai!—2000
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2005
  • Ndege Dzakachengeteka Zvakadini?
    Mukai!—1999
  • Neiko Ndiri Mukobvu Kwazvo?
    Mukai!—1994
Ona Zvimwe
Mukai!—2000
g00 10/8 pp. 1-3

Zviri Mukati

October 8, 2000

Zviri Muchadenga—Zvakavapo Netsaona Here?

Muchadenga medu mune zvinhu zvisingaverengeki. Zvakatanga sei? Uchapupu hwesayenzi hunoratidzei?

3 Zviri Muchadenga Chedu Chinotyisa—Zvakavapo Netsaona Here?

5 Zvinhu Zvine Maatomu Akafanana Zvakavapo Netsaona Here?

8 Pasi—Raka“umbwa” Netsaona Here?

15 Twiza—Dzakareba, Dzine Makumbo Marefu, uye Dzakaisvonaka

19 Kuchengeta Kutenda Pasi Poudzvinyiriri

23 Chii Chakaitika Ku“Basa Roupenyu Hwose”?

28 Chandinoda Zvikuru—Kuramba Ndakavimbika

Nei Ndiri Mutete Zvakadai? 12

Vamwe vechiduku vanonzwa vasingayevedzi nokuti vatete. Funga nezvemamwe mazano anoshanda anogona kubatsira vechiduku kuzvigona.

“Mitambo Yokunyanyisa”—Unofanira Kuzviisa Pangozi Here? 26

Bhaibheri rinotii neizvi?

[Mufananidzo uri pabutiro]

Butiro: Boka renyeredzi rinonzi NGC 5236

[Kwazvakatorwa]

Kubva kuAnglo-Australian Observatory, mufananidzo naDavid Malin

[Mufananidzo uri papeji 2]

Peji 2: Mapoka maviri enyeredzi anopfuudzana

[Kwazvakatorwa]

NASA uye The Hubble Heritage Team (STScI)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe