RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g98 10/8 p. 32
  • “Vanhu Vari Kugara Murugare Vachiwirirana”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Vanhu Vari Kugara Murugare Vachiwirirana”
  • Mukai!—1998
Mukai!—1998
g98 10/8 p. 32

“Vanhu Vari Kugara Murugare Vachiwirirana”

Unofunga kuti izvi zvichazombofa zvakaitika here? Mumwe mukadzi wekuFlorida, U.S.A., akanyora kuti: “Turakiti renyu rinonzi Vanhu Vose Vachazombodanana Here? nderimwe remashoko ane simba zvikurusa anopa tariro andati ndamborava. Ndinorirava ndariravazve. Ndinonzwa kufara pose pandinorirava—pfungwa yerudo yevanhu vanorarama murugare vachiwirirana.”

Kana iwewo uchida kuwana uchapupu hwekuti vanhu vachagara murugare vachiwirirana, tapota nyorera Watch Tower, Private Bag A-6113, Avondale, Zimbabwe, kana kuti kero yakakodzera iri pepeji 5. Uchatumirwa kopi ine mapeji 32 yebhurocha raMwari Anoitira Hanya Zvomenemene Here? Tinodavira kuti rutivi 10, “Nyika Itsva Yakaisvonaka Inoitwa naMwari,” ruchafadza mwoyo wako.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe