VAHEBHERU
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Nyatsoisa pfungwa pazvinhu zvawakanzwa (1-4)
Zvinhu zvese zvakaiswa pasi paJesu (5-9)
Jesu nehama dzake (10-18)
3
4
Kutadza kupinda muzororo raMwari (1-10)
Kukurudzirwa kupinda muzororo raMwari (11-13)
Jesu, mupristi mukuru anopfuura vamwe vese (14-16)
5
6
Shanda nesimba kuti ukure (1-3)
Vaya vari kutsauka vakaroverera Mwanakomana padanda zvakare (4-8)
Itai kuti tariro yenyu ive yechokwadi (9-12)
Zvakavimbiswa naMwari zvinotoitika (13-20)
7
Merekizedheki, mambo uye mupristi akasiyana nevamwe vese (1-10)
Upristi hwaKristu ndehwepamusorosoro (11-28)
8
9
10
Zvibayiro zvemhuka hazvibatsiri (1-4)
Chibayiro chaKristu kamwe chete zvikabva zvakwana (5-18)
Nzira itsva uye mhenyu (19-25)
Kuyambirwa nezvekuita chivi nemaune (26-31)
Chivimbo uye kutenda zvinobatsira kutsungirira (32-39)
11
12
Jesu, Mukwanisi wekutenda kwedu (1-3)
Usaramba kurayirwa kwaunoitwa naJehovha (4-11)
Ruramisai nzira dzetsoka dzenyu (12-17)
Kuswedera kuJerusarema rekudenga (18-29)
13