VAGARATIYA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1-5)
Hakuna mamwe mashoko akanaka (6-9)
Mashoko akanaka anoparidzwa naPauro anobva kuna Mwari (10-12)
Kutendeuka kwaPauro uye kutanga kweushumiri hwake (13-24)
2
Pauro anoonana nevaapostora kuJerusarema (1-10)
Pauro anotsiura Petro (Kefasi) (11-14)
Kutenda chete ndiko kunoita kuti munhu anzi akarurama (15-21)
3
Kusiyana kwakaita mabasa eMutemo nekutenda (1-14)
Abrahamu haana kupiwa vimbiso nekutevedzera Mutemo (15-18)
Kutanga kweMutemo uye chinangwa chawo (19-25)
Vanakomana vaMwari kuburikidza nekutenda (26-29)
4
Hamusisiri varanda, asi mava vanakomana (1-7)
Pauro anonetseka nezvevaGaratiya (8-20)
Hagari naSara: sungano mbiri (21-31)
5
6