RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 26-27
  • Mubvunzo 15: Ungaita sei kuti uwane mufaro?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mubvunzo 15: Ungaita sei kuti uwane mufaro?
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Mubvunzo 15: Ungaita sei kuti uwane mufaro?

MUBVUNZO 15

Ungaita sei kuti uwane mufaro?

Mwanasikana ari kuda kupa baba vake mufananidzo waadhirowa

“Zviri nani kudya muriwo paine rudo pane kudya nyama yemombe yakakora asi paine ruvengo.”

Zvirevo 15:17

“Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, iye anokudzidzisa zvinokubatsira, iye anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.”

Isaya 48:17

“Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari, nekuti Umambo hwekudenga ndehwavo.”

Mateu 5:3

“Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”

Mateu 22:39

“Zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo izvozvo.”

Ruka 6:31

“Vanofara ndevaya vanonzwa shoko raMwari vorichengeta!”

Ruka 11:28

“Kana munhu aine zvizhinji, upenyu hwake hahubvi pazvinhu zvaainazvo.”

Ruka 12:15

“Saka kana tiine zvekudya nezvekupfeka, tichagutsikana nezvinhu izvi.”

1 Timoti 6:8

“Kupa kune mufaro kupfuura kugamuchira.”

Mabasa 20:35

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe