RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 20-21
  • Mubvunzo 10: Bhaibheri rinotii nezveramangwana?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mubvunzo 10: Bhaibheri rinotii nezveramangwana?
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Mubvunzo 10: Bhaibheri rinotii nezveramangwana?

MUBVUNZO 10

Bhaibheri rinotii nezveramangwana?

Baba vari kudyara muti muparadhiso yakavimbiswa naMwari panyika, mwanakomana wavo ari pedyo

“Vakarurama vachagara nhaka yenyika, uye vachagara mairi nekusingaperi.”

Pisarema 37:29

“Nyika inoramba iripo nekusingaperi.”

Muparidzi 1:4

“Achaparadza rufu zvachose, uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvese.”

Isaya 25:8

“Panguva iyoyo maziso emapofu achasvinudzwa, uye nzeve dzematsi dzichavhurwa. Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo, uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro. Nekuti mvura ichatubuka murenje, uye hova murenje.”

Isaya 35:5, 6

“Achapukuta misodzi yese pamaziso avo, uye hapazovi nerufu, kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa. Zvinhu zvekutanga zvapfuura.”

Zvakazarurwa 21:4

“Vachavaka dzimba vogaramo, uye vachadyara minda yemizambiringa vodya michero yayo. Havazovaki kuti mumwe munhu agare, kana kudyara kuti mumwe munhu adye. Nekuti mazuva evanhu vangu achaita semazuva emuti, uye vanhu vandakasarudza vachanyatsofadzwa nebasa remaoko avo.”

Isaya 65:21, 22

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe