RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 6-7
  • Mubvunzo 1: Mwari ndiani?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mubvunzo 1: Mwari ndiani?
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Mubvunzo 1: Mwari ndiani?

MUBVUNZO 1

Mwari ndiani?

Murume akatarisa kudenga

“Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha, imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.”

Pisarema 83:18

“Zivai kuti Jehovha ndiMwari. Ndiye akatisika, uye tiri vake.”

Pisarema 100:3

“Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu; hapana wandinopa kukudzwa kwangu, uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.”

Isaya 42:8

“Munhu wese anodana zita raJehovha achaponeswa.”

VaRoma 10:13

“Imba imwe neimwe ine munhu anoivaka, asi akavaka zvinhu zvese ndiMwari.”

VaHebheru 3:4

“Simudzai maziso enyu mutarise kudenga. Ndiani akasika zvinhu izvi? Ndiye uya anobudisa uto razvo muuwandu hwazvo; anozvishevedza zvese nemazita azvo. Nekuda kwesimba rake guru kwazvo uye simba rake rinoshamisa, hapana chimwe chete chazvo chinoshayikwa.”

Isaya 40:26

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe