RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 2028-2029
  • B5 Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • B5 Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
B5 Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru

B5

Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru

Rakaprindwa

Zvakaita Tebhenekeri

  1. 1 Areka (Eks 25:10-22; 26:33)

  2. 2 Keteni (Eks 26:31-33)

  3. 3 Mbiru Dzeketeni (Eks 26:31, 32)

  4. 4 Nzvimbo Tsvene (Eks 26:33)

  5. 5 Nzvimbo Tsvenetsvene (Eks 26:33)

  6. 6 Keteni Rekuvharisa Musuo (Eks 26:36)

  7. 7 Mbiru Dzeketeni Rekuvharisa Musuo (Eks 26:37)

  8. 8 Chigadziko Chine Maburi Chemhangura (Eks 26:37)

  9. 9 Atari Yerusenzi (Eks 30:1-6)

  10. 10 Tafura Yechingwa Chekuratidza (Eks 25:23-30; 26:35)

  11. 11 Chigadziko Chemarambi (Eks 25:31-40; 26:35)

  12. 12 Jira Retende Reshinda (Eks 26:1-6)

  13. 13 Jira Retende Remvere Dzembudzi (Eks 26:7-13)

  14. 14 Chekufukidzisa Chematehwe Emakondohwe (Eks 26:14)

  15. 15 Chekufukidzisa Chematehwe Akapfava (Eks 26:14)

  16. 16 Furemu (Eks 26:15-18, 29)

  17. 17 Chigadziko Chesirivha Chine Maburi Chakagadzikwa Furemu (Eks 26:19-21)

  18. 18 Mbariro (Eks 26:26-29)

  19. 19 Chigadziko Chesirivha Chine Maburi (Eks 26:32)

  20. 20 Mudziyo Wemhangura (Eks 30:18-21)

  21. 21 Atari Yekupisira Zvibayiro (Eks 27:1-8)

  22. 22 Chivanze (Eks 27:17, 18)

  23. 23 Pekupinda Napo (Eks 27:16)

  24. 24 Maketeni Ejira Anorembera (Eks 27:9-15)

Mupristi Mukuru

Chitsauko 28 chaEksodho chinonyatsorondedzera zvakaita nguo dzemupristi mukuru wevaIsraeri

  • Ngowani (Eks 28:39)

  • Chiratidzo Chitsvene Chekuzvitsaurira (Eks 28:36; 29:6, mashoko emuzasi)

  • Dombo Reonikisi (Eks 28:9)

  • Cheni (Eks 28:14)

  • Homwe Yepachipfuva Yekutonga Ine Matombo Anokosha 12 (Eks 28:15-21)

  • Efodhi Nebandi Rayo Rakarukwa (Eks 28:6, 8)

  • Nguo Yebhuruu Isina Maoko (Eks 28:31)

  • Mupendero Une Mabhero Nemapomegraneti (Eks 28:33-35)

  • Nguo Refu Yejira Rakanaka (Eks 28:39)

  • Zviri Kuratidzwa Pachati

  • 1512 B.C.E. Tebhenekeri inopera

  • 1026 B.C.E. Temberi inokumikidzwa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe