Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra1 Johani 1 JOHANI ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Shoko reupenyu (1-4) Kufamba muchiedza (5-7) Tinofanira kureurura zvivi (8-10) 2 Jesu chibayiro chekufukidza zvivi (1, 2) Kuchengeta mirayiro yake (3-11) Murayiro mutsva newekare (7, 8) Zvikonzero zvekuvanyorera (12-14) “Musada nyika” (15-17) Kunyeverwa nezvemunhu anopesana naKristu (18-29) 3 Tiri vana vaMwari (1-3) Vana vaMwari nevana vaDhiyabhorosi (4-12) Jesu achaparadza mabasa aDhiyabhorosi (8) Dananai (13-18) Mwari mukuru kupfuura mwoyo yedu (19-24) 4 Kuedza mashoko akafemerwa (1-6) Kuziva Mwari nekumuda (7-21) “Mwari rudo” (8, 16) Munhu ane rudo haatyi (18) 5 Tinokunda nyika nekutenda muna Jesu (1-12) Kuda Mwari kunooneka neizvi (3) Kuva nechokwadi kuti munyengetero une simba (13-17) Kuchenjerera munyika yakaipa (18-21) Nyika yese iri musimba reakaipa (19)