Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra2 Petro 2 PETRO ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Kwaziso (1) Shandai kuti musarasikirwe nekudanwa kwenyu (2-15) Zvinhu zvinofanira kuwedzerwa pakutenda (5-9) Kuwedzera kuvimba neshoko reuprofita (16-21) 2 “Pachava nevadzidzisi venhema” (1-3) Vadzidzisi venhema vachatotongwa (4-10a) Kukandwa kwengirozi muTatarosi (4) Mafashamo; Sodhomu neGomora (5-7) Zvinoitwa nevadzidzisi venhema (10b-22) 3 Vaseki vanoti kuparadzwa hakusi kuuya (1-7) Jehovha haanonoki (8-10) Fungai kuti munofanira kuva vanhu vakadii (11-16) Matenga matsva nenyika itsva (13) Ngwarirai kuti musatsauswa (17, 18)