Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra2 VaTesaronika 2 VATESARONIKA ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Kwaziso (1, 2) Kukura kwekutenda kwevaTesaronika (3-5) Vasingateereri vanotsiviwa (6-10) Kunyengeterera ungano (11, 12) 2 Munhu asingateereri mutemo (1-12) Kukurudzirwa kumira vakasimba (13-17) 3 Rambai muchinyengetera (1-5) Kuyambira vanhu vanozvibata zvisina kukodzera (6-15) Kwaziso yekupedzisira (16-18)