MAKO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
-
Johani Mubhabhatidzi anoparidza (1-8)
Kubhabhatidzwa kwaJesu (9-11)
Jesu anoedzwa naSatani (12, 13)
Jesu anotanga kuparidza muGarireya (14, 15)
Kudanwa kwevadzidzi vekutanga (16-20)
Mweya usina kuchena unodzingwa (21-28)
Jesu anoporesa vanhu vakawanda muKapenaume (29-34)
Anonyengetera ari kwake ega (35-39)
Munhu ane maperembudzi anoporeswa (40-45)
-
Kushanduka kwaJesu (1-13)
Mukomana akagarwa nedhimoni anoporeswa (14-29)
Zvinhu zvese zvinoita kana munhu aine kutenda (23)
Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (30-32)
Vadzidzi vanoitisana nharo dzekuti ndiani mukuru (33-37)
Wese asingapesani nesu ari kurutivi rwedu (38-41)
Zvinhu zvinogumbura kana kuti zvinokanganisa kutenda (42-48)
“Ivai nemunyu mamuri” (49, 50)
-
Vapristi vanorangana kuuraya Jesu (1, 2)
Jesu anodirwa mafuta anonhuhwirira (3-9)
Judhasi anotengesa Jesu (10, 11)
Paseka yekupedzisira (12-21)
Kudya Kwashe Kwemanheru kunotangwa (22-26)
Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (27-31)
Jesu anonyengetera muGetsemane (32-42)
Jesu anosungwa (43-52)
Anotongwa neSanihedrini (53-65)
Petro anoramba Jesu (66-72)
-
Jesu anomutswa (1-8)