Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku raMaraki MARAKI ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Jehovha anoda vanhu vake (1-5) Vapristi vanopa zvibayiro zvisina kunaka (6-14) Zita raMwari richava guru pakati pemarudzi (11) 2 Vapristi vanotadza kudzidzisa vanhu (1-9) Miromo yevapristi inofanira kuchengeta ruzivo (7) Vanhu vane mhosva yekurambana zveunyengeri (10-17) “‘Ndinovenga kurambana,’ anodaro Jehovha” (16) 3 Ishe wechokwadi anouya kuzochenesa temberi yake (1-5) Nhume yesungano (1) Vanokurudzirwa kuti vadzoke kuna Jehovha (6-12) Jehovha haachinji (6) “Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri” (7) ‘Uyai nezvegumi zvese, uye Jehovha achadurura zvikomborero’ (10) Vakarurama nevakaipa (13-18) Bhuku rekuyeuchidza rakanyorwa pamberi paMwari (16) Kusiyana kwemunhu akarurama nemunhu akaipa (18) 4 Kuuya kwaEriya zuva raJehovha risati rasvika (1-6) ‘Zuva rekururama richapenya’ (2)