Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku raJoeri JOERI ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Dambudziko rakakura remhashu (1-14) “Zuva raJehovha rava pedyo” (15-20) Muprofita wacho anochema kuna Jehovha (19, 20) 2 Zuva raJehovha uye uto rake guru (1-11) Vanhu vanoudzwa kuti vadzoke kuna Jehovha (12-17) “Bvarurai mwoyo yenyu” (13) Jehovha anopindura vanhu vake (18-32) “Ndichadurura mweya wangu” (28) Zvishamiso kudenga nepanyika (30) Vaya vanodana zita raJehovha vachaponeswa (32) 3 Jehovha anotonga marudzi ese (1-17) Bani raJehoshafati (2, 12) Bani rekutongwa (14) Jehovha ndiye rusvingo rwevaIsraeri (16) Jehovha anokomborera vanhu vake (18-21)