RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Zviri Mubhuku raHosiya

HOSIYA

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Mudzimai waHosiya nevana vakaberekwa nemudzimai wacho (1-9)

      • Jezreeri (4), Ro-ruhama (6), uye Ro-ami (9)

    • Tariro yekudzoswa uye yekubatana (10, 11)

  • 2

    • VaIsraeri vanorangwa nekuti havana kutendeka (1-13)

    • Kudzorerwa kuna Jehovha semurume wavo (14-23)

      • “Uchandishevedza kuti murume Wangu” (16)

  • 3

    • Hosiya anotorazve mudzimai wake anoita upombwe (1-3)

    • Israeri achadzoka kuna Jehovha (4, 5)

  • 4

    • Mhosva yevaIsraeri yavari kuda kutongwa naJehovha (1-8)

      • Vanhu havasi kuziva Mwari munyika (1)

    • Chipfambi chevaIsraeri uye unzenza hwavo (9-19)

      • Kuda chipfambi kunotsausa vanhu (12)

  • 5

    • Mutongo waEfremu naJudha (1-15)

  • 6

    • Vanhu vanoudzwa kuti vadzokere kuna Jehovha (1-3)

    • Rudo rwevanhu ruri kukurumidza kupera (4-6)

      • Rudo rusingachinji runokunda chibayiro (6)

    • Unhu hwevanhu hunonyadzisa (7-11)

  • 7

    • Mabasa akaipa aEfremu anotsanangurwa (1-16)

      • Mambure aMwari haatiziki (12)

  • 8

    • Kutambura nemhaka yekunamata zvidhori (1-14)

      • Kudyara mhepo, uye kukohwa dutu (7)

      • Israeri akanganwa Muiti wake (14)

  • 9

    • Zvivi zvaEfremu zvinoita kuti arambwe naMwari (1-17)

      • Vakazvipira kuna mwari anonyadzisa (10)

  • 10

    • Israeri, muzambiringa wemusango, achaparadzwa (1-15)

      • Kudyara nekukohwa (12, 13)

  • 11

    • Mwari akada Israeri kubvira achiri mukomana (1-12)

      • “Ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti” (1)

  • 12

    • Efremu anofanira kudzoka kuna Jehovha (1-14)

      • Jakobho anoita mutsimba naMwari (3)

      • Jakobho akachema kuti anzwirwe nyasha naMwari (4)

  • 13

    • Efremu uyo anonamata zvidhori akakanganwa Jehovha (1-16)

      • “Nhai Rufu, kuruma kwako kuri kupi?” (14)

  • 14

    • Kukumbirwa kuti vadzoke kuna Jehovha (1-3)

      • Kurumbidza nemiromo (2)

    • Israeri anobatsirwa kuti avezve akatendeka (4-9)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe