DHANIERI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
-
Mambo Nebhukadhinezari anorota hope dzinomunetsa (1-4)
Varume vese vakachenjera vanotadza kududzira hope dzacho (5-13)
Dhanieri anokumbira kubatsirwa naMwari (14-18)
Mwari anorumbidzwa nekuzivisa zvakavanzika (19-23)
Dhanieri anoudza mambo hope dzacho (24-35)
Kududzirwa kwehope dzacho (36-45)
Dombo rinomiririra umambo rinopwanya chifananidzo (44, 45)
Dhanieri anokudzwa namambo (46-49)
-
Chifananidzo chegoridhe chaMambo Nebhukadhinezari (1-7)
Anorayira kuti chifananidzo chacho chinamatwe (4-6)
VaHebheru vatatu vanopiwa mhosva yekuramba kuteerera (8-18)
“Hatisi kuzoshumira vanamwari venyu” (18)
Kukandwa muchoto chemoto (19-23)
Chishamiso chekununurwa mumoto (24-27)
Mambo anorumbidza Mwari wevaHebheru (28-30)