Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku raMariro MARIRO ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Jerusarema rinofananidzwa nechirikadzi Ragara pasi uye rasiyiwa riri rega (1) Zvivi zvikuru zveZiyoni (8, 9) Ziyoni rinorambwa naMwari (12-15) Ziyoni harina munyaradzi (17) 2 Jehovha anotsamwira Jerusarema Hapana kunzwirwa tsitsi (2) Jehovha aita semuvengi kwariri (5) Kuchema Ziyoni (11-13) Vanhu vanopfuura vachishora guta raimbova nerunako (15) Vavengi vanofarira kuparara kweZiyoni (17) 3 Jeremiya anotaura zviri pamwoyo pake uye zvaanotarisira “Ndichamirira” (21) Tsitsi dzaMwari itsva mangwanani ega ega (22, 23) Mwari akanaka kune vaya vanotarisira kwaari (25) Zvakanaka kuti vadiki vatakure joko (27) Mwari anozvivharidzira negore kuti pasava neanouya kwaari (43, 44) 4 Kutambura pamusana pekukombwa kweJerusarema Nzara (4, 5, 9) Vakadzi vanobika vana vavo (10) Jehovha adurura kutsamwa kwake kukuru (11) 5 Vanhu vanonyengeterera kudzoswa “Yeukai zvakatiwira” (1) ‘Tine nhamo; takatadza’ (16) “Haiwa Jehovha, tidzosei kwamuri” (21) “Itai kuti mazuva edu ave matsva” (21)