RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Zviri Mubhuku raEsteri

ESTERI

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Mabiko aMambo Ahashivheroshi muShushani (1-9)

    • Mambokadzi Vhashti anoramba kuteerera (10-12)

    • Mambo anobvunza mazano kuvarume vake vakachenjera (13-20)

    • Murayiro wamambo unotumirwa (21, 22)

  • 2

    • Kutsvaga mumwe mambokadzi (1-14)

    • Esteri anova mambokadzi (15-20)

    • Modhekai anofumura vapanduki (21-23)

  • 3

    • Hamani anokwidziridzwa namambo (1-4)

    • Hamani anoronga kuparadza vaJudha (5-15)

  • 4

    • Modhekai anochema (1-5)

    • Modhekai anoudza Esteri kuti apindire (6-17)

  • 5

    • Esteri anomira pamberi pamambo (1-8)

    • Kushatirwa kwaHamani uye kuzvikudza kwake (9-14)

  • 6

    • Modhekai anokudzwa namambo (1-14)

  • 7

    • Esteri anofumura Hamani (1-6a)

    • Hamani anoturikwa padanda raakagadzira (6b-10)

  • 8

    • Modhekai anokwidziridzwa (1, 2)

    • Esteri anoteterera mambo (3-6)

    • Mambo anopa murayiro unochinja wekutanga (7-14)

    • VaJudha vanozorodzwa uye vanova nemufaro mukuru (15-17)

  • 9

    • Kukunda kwevaJudha (1-19)

    • Mutambo wePurimu unotangwa (20-32)

  • 10

    • Ukuru hwaModhekai (1-3)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe