RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 28
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Samueri 28:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:2; 1Sa 14:52
  • +1Sa 27:12; 29:3

1 Samueri 28:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 29:2

1 Samueri 28:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:1; Isa 57:1
  • +Eks 22:18; Re 19:31; 20:6, 27; Dhe 18:11; Zva 21:8

1 Samueri 28:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:18; 1Mad 1:3; 2Mad 4:8; Rwi 6:13
  • +1Sa 31:1; 2Sa 1:21; 21:12

1 Samueri 28:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:20; 1Sa 28:20; Zvi 10:24; Isa 57:21

1 Samueri 28:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:37; 1Mak 10:14
  • +Zvi 1:28; 28:9; Isa 1:15; Eze 20:3; Mik 3:4
  • +Nu 12:6; Mt 1:20
  • +Eks 28:30; Nu 27:21; Dhe 33:8
  • +Pis 74:9; Mari 2:9

1 Samueri 28:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:18; Re 19:31; 20:6; 1Sa 15:23; 28:3; Isa 8:19; VaH 3:12
  • +Jos 17:11; Pis 83:10

1 Samueri 28:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:2; 22:30
  • +1Sa 28:25
  • +Dhe 18:10; 1Mak 10:13; Isa 8:19

1 Samueri 28:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 28:3
  • +Eks 22:18; Re 20:27

1 Samueri 28:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:39; Isa 48:1; Jer 44:26

1 Samueri 28:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:28

1 Samueri 28:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 28:3; Pis 146:4; Mup 9:5; 2VaK 4:4; 11:14

1 Samueri 28:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 82:6; Joh 10:34

1 Samueri 28:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:27
  • +2VaT 2:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2010, p. 20

    1/15/1988, pp. 3-4

    Kukurukurirana, p. 123

1 Samueri 28:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:23; Pis 115:17; 146:4; Mup 9:5, 10
  • +Zvi 14:14; Jer 2:17; VaG 6:7
  • +1Sa 15:23
  • +1Sa 28:6
  • +Re 19:31

1 Samueri 28:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:23; 16:14; 2Mad 6:27
  • +Dhe 28:15

1 Samueri 28:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:14; 15:28
  • +1Sa 16:13; 24:20

1 Samueri 28:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:11; 1Mak 10:13
  • +1Sa 15:9; Jer 48:10

1 Samueri 28:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 12:25; 28:1; 31:1
  • +1Sa 31:5
  • +1Sa 31:2; 2Sa 2:8
  • +1Sa 31:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1988, pp. 3-4

1 Samueri 28:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 20:27; Vat 12:3; 1Sa 19:5; Job 13:14

1 Samueri 28:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:7; Ru 15:23
  • +Dhe 12:15

1 Samueri 28:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 28:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 28:1Vat 3:2; 1Sa 14:52
1 Sam. 28:11Sa 27:12; 29:3
1 Sam. 28:21Sa 29:2
1 Sam. 28:31Sa 25:1; Isa 57:1
1 Sam. 28:3Eks 22:18; Re 19:31; 20:6, 27; Dhe 18:11; Zva 21:8
1 Sam. 28:4Jos 19:18; 1Mad 1:3; 2Mad 4:8; Rwi 6:13
1 Sam. 28:41Sa 31:1; 2Sa 1:21; 21:12
1 Sam. 28:5Dhe 28:20; 1Sa 28:20; Zvi 10:24; Isa 57:21
1 Sam. 28:61Sa 14:37; 1Mak 10:14
1 Sam. 28:6Zvi 1:28; 28:9; Isa 1:15; Eze 20:3; Mik 3:4
1 Sam. 28:6Nu 12:6; Mt 1:20
1 Sam. 28:6Eks 28:30; Nu 27:21; Dhe 33:8
1 Sam. 28:6Pis 74:9; Mari 2:9
1 Sam. 28:7Eks 22:18; Re 19:31; 20:6; 1Sa 15:23; 28:3; Isa 8:19; VaH 3:12
1 Sam. 28:7Jos 17:11; Pis 83:10
1 Sam. 28:81Mad 14:2; 22:30
1 Sam. 28:81Sa 28:25
1 Sam. 28:8Dhe 18:10; 1Mak 10:13; Isa 8:19
1 Sam. 28:91Sa 28:3
1 Sam. 28:9Eks 22:18; Re 20:27
1 Sam. 28:101Sa 14:39; Isa 48:1; Jer 44:26
1 Sam. 28:11VaR 1:28
1 Sam. 28:121Sa 28:3; Pis 146:4; Mup 9:5; 2VaK 4:4; 11:14
1 Sam. 28:13Pis 82:6; Joh 10:34
1 Sam. 28:141Sa 15:27
1 Sam. 28:142VaT 2:10, 11
1 Sam. 28:152Sa 12:23; Pis 115:17; 146:4; Mup 9:5, 10
1 Sam. 28:15Zvi 14:14; Jer 2:17; VaG 6:7
1 Sam. 28:151Sa 15:23
1 Sam. 28:151Sa 28:6
1 Sam. 28:15Re 19:31
1 Sam. 28:161Sa 15:23; 16:14; 2Mad 6:27
1 Sam. 28:16Dhe 28:15
1 Sam. 28:171Sa 13:14; 15:28
1 Sam. 28:171Sa 16:13; 24:20
1 Sam. 28:181Sa 13:11; 1Mak 10:13
1 Sam. 28:181Sa 15:9; Jer 48:10
1 Sam. 28:191Sa 12:25; 28:1; 31:1
1 Sam. 28:191Sa 31:5
1 Sam. 28:191Sa 31:2; 2Sa 2:8
1 Sam. 28:191Sa 31:7
1 Sam. 28:21Re 20:27; Vat 12:3; 1Sa 19:5; Job 13:14
1 Sam. 28:24Ge 18:7; Ru 15:23
1 Sam. 28:24Dhe 12:15
1 Sam. 28:251Sa 28:8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Samueri 28:1-25

1 Samueri

28 Zvino mumazuva iwayo vaFiristiya vakatanga kuunganidza mapoka avo kuti uto racho rirwise vaIsraeri.+ Naizvozvo Akishi akati kuna Dhavhidhi: “Chokwadi unoziva kuti unofanira kuenda neni mumusasa, iwe nevarume vako.”+ 2 Dhavhidhi akati kuna Akishi: “Imi ndimi munoziva zvinofanira kuitwa nomushandi wenyu.” Naizvozvo Akishi akati kuna Dhavhidhi: “Ndokusaka ndichakuita mutarisiri womusoro wangu nguva dzose.”+

3 Zvino Samueri akanga afa, uye vaIsraeri vose vakanga vamuchema, vakamuviga muRama, muguta rake.+ Asi Sauro, akanga abvisa masvikiro nevafemberi munyika.+

4 Naizvozvo vaFiristiya vakaungana, vakaenda, vakadzika musasa muShunemi.+ Sauro akaunganidza vaIsraeri vose, vakadzika musasa muGiribhoa.+ 5 Sauro paakaona musasa wevaFiristiya, akatya uye mwoyo wake wakatanga kudedera kwazvo.+ 6 Kunyange zvazvo Sauro aibvunza Jehovha,+ Jehovha haana kumbomupindura,+ nokurota+ kana kuti neUrimu+ kana kuti nevaprofita.+ 7 Sauro akazoti kuvashandi vake: “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa,+ uye ndichaenda kwaari ndomubvunza.” Vashandi vake vakabva vati kwaari: “Tarirai! Pane mukadzi anosvikirwa ari muEndori.”+

8 Naizvozvo Sauro akaita kuti arege kuzivikanwa,+ akapfeka dzimwe nguo, akaenda, iye nevarume vaviri vaaiva navo; uye vakasvika kumukadzi wacho usiku.+ Zvino akati: “Ndapota, ndishoperere+ nokusvikirwa, undibudisire munhu wandichakuudza.” 9 Zvisinei, mukadzi wacho akati kwaari: “Tarira iwe unonyatsoziva zvakaitwa naSauro, kuparadza kwaakaita masvikiro nevafemberi munyika.+ Saka, uri kuitirei somunhu anoteya mweya wangu kuti ndiurayiwe?”+ 10 Sauro akabva amupikira naJehovha, achiti: “NaJehovha mupenyu,+ mhosva yokukanganisa haizokuwiri panyaya iyi!” 11 Mukadzi wacho akabva ati: “Ndikubudisire ani?” Iye akati: “Ndibudisire Samueri.”+ 12 Mukadzi wacho paakaona “Samueri”+ akatanga kuchema nenzwi guru; uye mukadzi wacho akati kuna Sauro: “Mandinyengedzerei, imi murimi Sauro?” 13 Asi mambo akati kwaari: “Usatya, asi waonei?” Mukadzi wacho akati kuna Sauro: “Ndaona mwari+ achibuda panyika.” 14 Akabva ati kwaari: “Akaita sei?” iye achibva ati: “Mukweguru ari kubuda, uye akapfeka jasi risina maoko.”+ Sauro akabva aziva kuti akanga ari “Samueri,”+ uye akakotama chiso chake chakatarira pasi, akagwadama.

15 “Samueri” akatanga kuti kuna Sauro: “Wandinetserei nokuita kuti ndibudiswe?”+ Sauro akati: “Ndiri kutambudzika kwazvo,+ vaFiristiya zvavari kundirwisa, uye Mwari abva+ kwandiri, haasi kundipindura, nevaprofita kana nokurota;+ zvokuti ndiri kukushevedzai kuti mundiudze zvandinofanira kuita.”+

16 Zvino “Samueri” akati: “Saka, uri kundibvunzirei kana Jehovha abva kwauri+ uye ava mhandu yako?+ 17 Jehovha achaita sezvaakataura achindishandisa, uye Jehovha achabvarura umambo kubva muruoko rwako+ ohupa Dhavhidhi,+ munhu wokwako. 18 Zvausina kuteerera inzwi raJehovha,+ ukasaratidza Amareki kutsamwa kwake kukuru,+ Jehovha achakuitira chinhu ichi nhasi. 19 Jehovha achaisawo iwe nevaIsraeri muruoko rwevaFiristiya,+ uye mangwana iwe+ nevanakomana vako+ muchava neni. Jehovha achaisa kunyange musasa wevaIsraeri muruoko rwevaFiristiya.”+

20 Sauro akabva awira pasi, akazvambarara, akatya mashoko a“Samueri” kwazvo. Uyewo, akanga asisina simba, nokuti akanga asina kudya zvokudya zuva rose nousiku hwose. 21 Zvino mukadzi wacho akaenda paiva naSauro, akaona kuti akanga anetseka kwazvo. Naizvozvo akati kwaari: “Tarirai mushandikadzi wenyu ateerera inzwi renyu, uye ndaisa mweya wangu pangozi+ ndikateerera mashoko amandiudza. 22 Zvino ndapota, imiwo, teererai inzwi romushandikadzi wenyu; regai ndikuisirei chimedu chechingwa, mudye, kuti muve nesimba, zvamuchaenda.” 23 Asi iye akaramba, akati: “Handisi kuzodya.” Zvisinei, vashandi vake nomukadzi wachowo vakaramba vachimumanikidza. Akazoteerera inzwi ravo, akasimuka pasi, akagara pachigaro. 24 Zvino mukadzi wacho akanga aine mhuru yakakodzwa+ mumba. Naizvozvo akakurumidza kuibayira,+ akatora furawa, akakanya mukanyiwa, akabika makeke asina kuviriswa. 25 Akabva azvipa Sauro nevashandi vake, vakadya. Pashure paizvozvo vakasimuka, vakaenda usiku ihwohwo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe