RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:18; 43:14; 49:27
  • +1Mak 7:6
  • +Ge 46:21
  • +Nu 26:38

1 Makoronike 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:39

1 Makoronike 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:21

1 Makoronike 8:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 7:12
  • +Nu 26:39

1 Makoronike 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:17; 1Sa 13:16; 1Mak 6:60

1 Makoronike 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 1:1

1 Makoronike 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 2:33; Ne 6:2
  • +Ne 11:35; Mab 9:32

1 Makoronike 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:42; 21:24

1 Makoronike 8:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 8:13

1 Makoronike 8:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 8:13

1 Makoronike 8:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 18:28; 1Mad 2:36; Ne 11:4

1 Makoronike 8:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 9:17; 21:17; 1Mak 21:29
  • +1Mak 9:35

1 Makoronike 8:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:36

1 Makoronike 8:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:37

1 Makoronike 8:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:38

1 Makoronike 8:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:50
  • +1Sa 9:1; Mab 13:21
  • +1Sa 9:2; 10:11; 11:15; 14:47; 15:23
  • +1Sa 14:45; 18:1; 2Sa 1:23
  • +1Sa 14:49
  • +1Sa 31:2; 1Mak 9:39
  • +2Sa 2:8; 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2017, p. 32

1 Makoronike 8:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 4:4; 9:6; 19:24
  • +2Sa 9:12

1 Makoronike 8:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:41

1 Makoronike 8:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:43

1 Makoronike 8:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:18; 2Sa 23:20
  • +1Mak 12:2
  • +Pis 127:3; 128:3, 6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 8:1Ge 35:18; 43:14; 49:27
1 Mak. 8:11Mak 7:6
1 Mak. 8:1Ge 46:21
1 Mak. 8:1Nu 26:38
1 Mak. 8:2Nu 26:39
1 Mak. 8:3Ge 46:21
1 Mak. 8:51Mak 7:12
1 Mak. 8:5Nu 26:39
1 Mak. 8:6Jos 21:17; 1Sa 13:16; 1Mak 6:60
1 Mak. 8:8Rut 1:1
1 Mak. 8:12Ezr 2:33; Ne 6:2
1 Mak. 8:12Ne 11:35; Mab 9:32
1 Mak. 8:13Jos 19:42; 21:24
1 Mak. 8:161Mak 8:13
1 Mak. 8:211Mak 8:13
1 Mak. 8:28Jos 18:28; 1Mad 2:36; Ne 11:4
1 Mak. 8:29Jos 9:17; 21:17; 1Mak 21:29
1 Mak. 8:291Mak 9:35
1 Mak. 8:301Mak 9:36
1 Mak. 8:311Mak 9:37
1 Mak. 8:321Mak 9:38
1 Mak. 8:331Sa 14:50
1 Mak. 8:331Sa 9:1; Mab 13:21
1 Mak. 8:331Sa 9:2; 10:11; 11:15; 14:47; 15:23
1 Mak. 8:331Sa 14:45; 18:1; 2Sa 1:23
1 Mak. 8:331Sa 14:49
1 Mak. 8:331Sa 31:2; 1Mak 9:39
1 Mak. 8:332Sa 2:8; 4:12
1 Mak. 8:342Sa 4:4; 9:6; 19:24
1 Mak. 8:342Sa 9:12
1 Mak. 8:351Mak 9:41
1 Mak. 8:371Mak 9:43
1 Mak. 8:401Sa 16:18; 2Sa 23:20
1 Mak. 8:401Mak 12:2
1 Mak. 8:40Pis 127:3; 128:3, 6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 8:1-40

1 Makoronike

8 Bhenjamini+ akabereka Bhira,+ dangwe rake, Ashbheri+ wechipiri naAhara+ wechitatu, 2 Noha+ wechina naRafa wechishanu. 3 Bhira akava nevanakomana, Adhari naGera+ naAbhihudhi, 4 naAbhishua naNaamani naAhoa, 5 naGera naShefufani+ naHuramu.+ 6 Ava ndivo vaiva vanakomana vaEhudhi. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzitateguru dzevagari vomuGebha,+ uye vakavatapa vachivaendesa kuManahati. 7 Naamani naAhija; uye Gera—ndiye akavatapa, akabereka Aza naAhihudhi. 8 Shaharaimu akabereka vana munyika+ yeMoabhi, pashure pokunge adzinga vanhu. Madzimai ake aiva Hushimu naBhaara. 9 Nomudzimai wake Hodheshi, akabereka Jobhabhu naZibhiya naMesha naMarikamu, 10 naJeuzi naSakiya naMima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vedzimba dzemadzitateguru.

11 Uye naHushimu, iye akabereka Abhitubhu naEripaari. 12 Vanakomana vaEripaari vaiva Ebheri naMishamu naShemedhi, uya akavaka Ono+ neRodhi+ nemataundi aiva pasi paro, 13 naBheria naShema. Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzitateguru, dzevagari vomuAijaroni.+ Ava ndivo vakadzinga vagari vomuGati. 14 Kwaiva naAhiyo, Shashaki naJeremoti, 15 naZebhadhiya naAradhi naEdheri, 16 naMikaeri naIshpa naJoha, vanakomana vaBheria,+ 17 naZebhadhiya naMeshuramu naHizki naHebheri, 18 naIshmerai naIzriya naJobhabhu, vanakomana vaEripaari, 19 naJakimu naZikri naZabdhi, 20 naErienai naZiretai naErieri, 21 naAdhaya naBheraya naShimrati, vanakomana vaShimei,+ 22 naIshpani naEbheri naErieri, 23 naAbdhoni naZikri naHanani, 24 naHananiya naEramu naAnatotija, 25 naIfidheya naPenueri, vanakomana vaShashaki, 26 naShamsherai naShehariya naAtariya, 27 naJaareshiya naEriya naZikri, vanakomana vaJerohamu. 28 Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzitateguru nemadzinza avo, vaiva vakuru. Ava ndivo vaigara muJerusarema.+

29 Baba vaGibhiyoni,+ Jeyieri, vaigara muGibhiyoni, uye mudzimai wavo ainzi Maaka.+ 30 Mwanakomana wake wedangwe, aiva Abdhoni, naZuri naKishi naBhaari naNadhabhi,+ 31 naGedhori naAhiyo naZekeri.+ 32 Mikroti akabereka Shimeya.+ Ava pamwe chete nehama dzavo ndivo vaigara pakatarisana nedzimwe hama dzavo muJerusarema.

33 Neri+ akabereka Kishi;+ Kishi akabereka Sauro;+ Sauro akabereka Jonatani+ naMariki-shua+ naAbhinadhabhi+ naEshbhaari.+ 34 Mwanakomana waJonatani aiva Meribhi-bhaari. Meribhi-bhaari+ akabereka Mika.+ 35 Vanakomana vaMika vaiva Pitoni naMereki naTarea+ naAhazi. 36 Ahazi akabereka Jehoadha; Jehoadha akabereka Aremeti naAzmavheti naZimri. Zimri akabereka Moza; 37 Moza akabereka Bhineya, aiva nomwanakomana ainzi Rafaa,+ aiva nomwanakomana ainzi Ereyasa, aiva nomwanakomana ainzi Azeri. 38 Azeri aiva nevanakomana vatanhatu, uye aya ndiwo aiva mazita avo: Azrikamu, Bhokeru naIshmaeri naSheariya naObhadhiya naHanani. Vose ava ndivo vaiva vanakomana vaAzeri. 39 Vanakomana vaEsheki hama yake vaiva Uramu dangwe rake, Jeushi wechipiri naErifereti wechitatu. 40 Vanakomana vaUramu vakava varume vakashinga,+ vaiva nesimba, vaikunga uta,+ uye vaiva nevanakomana vazhinji+ nevazukuru, zana nemakumi mashanu. Vose ava vaibva kuvanakomana vaBhenjamini.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe